"Dzoka" Letra
"Dzoka" tiene letras en inglés idioma.
El significado "Dzoka" proviene del idioma inglés y actualmente no se ha convertido a la traducción al inglés.
Written & Composed: BARON LEON MUKWEZA
Perfomed : MAJJESTY
Lyrical Video by : ALLEN FOX
Song Producer : NYASHA TIMBE & HOKOYO!
**Lyrics**
Dzoka
Dai zvaibvira ndaiuya
Dai zvaibvira ndaiuya ikoko
Dai zvaibvira ndaiuya
Timbe
Dzoka
Dzoka
Aagh Ndingazosara naniko
Majjesty Usadaro
Ndokumbirawo dzoka
Dzoka
Huya kuno
Dzoka
Tipedzise
Ndingazosara naniko
Handina kujaira kuswera
Kusara ndega
Dzoka
Huya kuno kaa
Dzoka
Tipedzise hushamwari
Ndingazosara naniko
Haa chero 1 hour
Hazvina ndawa
Dzoka chero 1 hour zvaro
Dzoka just 1 hour 1 hour
Ndingazosara naniko
Aiwa ndabaikana
Dzangova ngano paivapo
Zvataiita dzangova ngano
Indangariro mupfungwa umo
Nerimwe zuva tichasanga
Shamwari usandikanganwa
Pano pasi takangotandara
Asi mberi ikoko tichasangana
Ndokumbirawo dzoka
Dzoka
Huya kuno aah
Dzoka kuno ah
Ah ah ah ah
Ndingazosara naniko
Haa chero 1 hour
Hazvina ndawa
Dzoka chero 1 hour zvaro
Dzoka just 1 hour 1 hour
Ndingazosara naniko
Agh mumwe wangu
Dai waoneka wandiudza kwekukutsvaga
Kana ndakusuwa
Kubva waita rwendo rwemba here kani
Haungambondidaro shuwa
Pamwe dai ndaiziva address
Ndaiuya ndichikuona rimwe zuva
Chete kutonga kwaShe hatirambe
Hatina simba rekumbodzosa nguva shamwari
Dai zvaibvira ndaiuya kuzokuonawo ikoko
Dai zvaibvira ndaiuya kamwewo pagore
Dai zvaibvira ndaiuya ikoko
Chero 1 hour hazvina ndawa
Dai zvaibvira ndaiuya
Dai zvaibvira ndaiuya kuzokuona ikweyo
Dai zvaibvira ndaiuya ikoko
Ndiudze shaa iwe wadhinhiwa nei
Dzoka
Huya chimbouya kamwe
Dzoka tipedzise hushamwari
Ndingazosara naniko
Haa chero 1 hour
Hazvina ndawa
Dzoka chero 1 hour zvaro
Just 1 hour 1 hour
Ndingazosara naniko
Timbe
Majjesty usadero